Johani 5:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 kuti vese vakudze Mwanakomana sekukudza kwavanoita Baba. Munhu wese asingakudzi Mwanakomana haakudzi Baba vakamutuma.+ 1 Johani 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Munhu wese anoramba Mwanakomana haasi pamwe naBaba.+ Asi munhu wese anobvuma Mwanakomana+ ari pamwe naBaba.+
23 kuti vese vakudze Mwanakomana sekukudza kwavanoita Baba. Munhu wese asingakudzi Mwanakomana haakudzi Baba vakamutuma.+
23 Munhu wese anoramba Mwanakomana haasi pamwe naBaba.+ Asi munhu wese anobvuma Mwanakomana+ ari pamwe naBaba.+