Johani 14:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Ndinokusiyirai rugare; ndinokupai rugare rwangu.+ Handikupii rugare semapiro anoita nyika. Musarega mwoyo yenyu ichinetseka kana kuti ichitya. VaEfeso 2:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti iye ndiye rugare rwedu,+ uyo akaita kuti mapoka maviri ave rimwe chete,+ akaparadza rusvingo rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+
27 Ndinokusiyirai rugare; ndinokupai rugare rwangu.+ Handikupii rugare semapiro anoita nyika. Musarega mwoyo yenyu ichinetseka kana kuti ichitya.
14 Nekuti iye ndiye rugare rwedu,+ uyo akaita kuti mapoka maviri ave rimwe chete,+ akaparadza rusvingo rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+