-
VaKorose 2:13, 14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Uyezve, kunyange zvazvo makanga makafa pakudarika kwenyu uye pakusachecheudzwa kwenyama yenyu, Mwari akaita kuti muve vapenyu pamwe chete naye.+ Iye akatinzwira tsitsi akatiregerera kudarika kwedu kwese,+ 14 akadzima rugwaro rwakanyorwa nemaoko+ rwaiva nemirayiro+ uye rwaipesana nesu.+ Akarubvisa nekururoverera padanda rekutambudzirwa.*+
-