Mateu 12:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Vamwe vevanyori nevaFarisi vachimupindura, vakabva vati: “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”+ Mateu 16:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 VaFarisi nevaSadhusi vakabva vasvika kwaari, uye vachida kumuedza, vakamukumbira kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga.+ Johani 4:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Asi Jesu akati kwaari: “Vanhu imi hamufi makatenda kunze kwekunge maona zviratidzo nezvishamiso.”+ Johani 6:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Vakabva vati kwaari: “Muri kuita chiratidzo chipi,+ kuti tichione titende mamuri? Muri kuita basa rei?
38 Vamwe vevanyori nevaFarisi vachimupindura, vakabva vati: “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”+
16 VaFarisi nevaSadhusi vakabva vasvika kwaari, uye vachida kumuedza, vakamukumbira kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga.+
48 Asi Jesu akati kwaari: “Vanhu imi hamufi makatenda kunze kwekunge maona zviratidzo nezvishamiso.”+
30 Vakabva vati kwaari: “Muri kuita chiratidzo chipi,+ kuti tichione titende mamuri? Muri kuita basa rei?