Mateu 6:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Saka munofanira kunyengetera seizvi:+ “‘Baba vedu vari kudenga, zita renyu+ ngaritsveneswe.*+ Johani 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Ndakaita kuti vanhu vamakandipa panyika vazive zita renyu.+ Vakanga vari venyu, mukandipa, uye vakachengeta* shoko renyu.
6 “Ndakaita kuti vanhu vamakandipa panyika vazive zita renyu.+ Vakanga vari venyu, mukandipa, uye vakachengeta* shoko renyu.