Mateu 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye akasvika, akagara muguta rinonzi Nazareta,+ kuti zvakataurwa nekuvaprofita zvizadziswe, zvekuti: “Achanzi muNazareta.”*+
23 Uye akasvika, akagara muguta rinonzi Nazareta,+ kuti zvakataurwa nekuvaprofita zvizadziswe, zvekuti: “Achanzi muNazareta.”*+