Eksodho 12:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Inofanira kudyirwa muimba imwe chete. Haufaniri kubuda mumba neimwe nyama yacho, uye haufaniri kutyora mapfupa ayo.+ Numeri 9:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Havafaniri kuchisiya kusvikira mangwanani,+ uye havafaniri kutyora mapfupa acho.+ Vanofanira kuchigadzira maererano nemirau yese yePaseka. Pisarema 34:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Anochengetedza mapfupa ake ese;Hapana kana rimwe chete rawo rakatyorwa.+
46 Inofanira kudyirwa muimba imwe chete. Haufaniri kubuda mumba neimwe nyama yacho, uye haufaniri kutyora mapfupa ayo.+
12 Havafaniri kuchisiya kusvikira mangwanani,+ uye havafaniri kutyora mapfupa acho.+ Vanofanira kuchigadzira maererano nemirau yese yePaseka.