Johani 10:14, 15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndini mufudzi akanaka. Ndinoziva makwai angu uye makwai angu anondiziva,+ 15 sekundiziva kunoita Baba, neni ndichiziva Baba;+ uye ndinopa upenyu hwangu* nekuda kwemakwai.+
14 Ndini mufudzi akanaka. Ndinoziva makwai angu uye makwai angu anondiziva,+ 15 sekundiziva kunoita Baba, neni ndichiziva Baba;+ uye ndinopa upenyu hwangu* nekuda kwemakwai.+