RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 20:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Sezvakangoitwa neMwanakomana wemunhu, uyo asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nekupa upenyu hwake* kuti adzikinure vanhu vazhinji.”+

  • Johani 15:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Hapana ane rudo rukuru kupfuura urwu, kuti mumwe munhu ape upenyu hwake* achifira shamwari dzake.+

  • 1 Johani 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Takasvika pakuziva rudo, nekuti iye akapa upenyu hwake* nekuda kwedu,+ uye isu tinotofanirawo kupa upenyu hwedu* nekuda kwehama dzedu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe