Johani 20:30, 31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Jesu akaitawo zvimwe zviratidzo zvizhinji pamberi pevadzidzi, zvisina kunyorwa mubhuku rino.+ 31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye nekuda kwekutenda, muve neupenyu muzita rake.+
30 Jesu akaitawo zvimwe zviratidzo zvizhinji pamberi pevadzidzi, zvisina kunyorwa mubhuku rino.+ 31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye nekuda kwekutenda, muve neupenyu muzita rake.+