RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 3:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 kuti munhu wese anotenda maari ave neupenyu husingaperi.+

  • Johani 5:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, munhu wese anonzwa shoko rangu otenda iye akandituma, ane upenyu husingaperi,+ uye haatongwi, asi anenge abva murufu achienda kuupenyu.+

  • 1 Petro 1:8, 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Kunyange musina kumbomuona, munomuda. Kunyange musiri kumuona panguva ino, munotenda maari uye muri kufara kwazvo nemufaro usingatsananguriki uye unoshamisa, 9 pamuri kuwana mubayiro wekutenda kwenyu, iko kuponeswa kwenyu.*+

  • 1 Johani 5:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ndiri kukunyorerai zvinhu izvi imi munotenda muzita reMwanakomana waMwari+ kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe