18 Asi vamwe vachenjeri vechiEpikuro nevechiStoiki vakatanga kumuitisa nharo, uye vamwe vaiti: “Ari kutiiko munhu uyu anongowawata?” Vamwe vachiti: “Anenge muparidzi wavanamwari vekune imwe nyika.” Vaidaro nekuti aizivisa mashoko akanaka aJesu nezverumuko.+