-
Mabasa 17:18Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
18 Asi vamwe vazivi+ vevaEpikuro nevaStoiki vakatanga kutaura naye vachiita nharo, uye vamwe vaiti: “Munhu uyu anotaura zvisina zvazvinobatsira anoda kutaurei?”+ Vamwe vachiti: “Anenge muparidzi wavanamwari vokune imwe nyika.” Iyi yaiva mhosva yokuti akanga achizivisa mashoko akanaka aJesu norumuko.+
-
-
MabasaBhuku Rinobatsira Kutsvakurudza
-
-
bt chits. 18 ndim. 5-8
w03 7/15 p. 22
w01 8/1 p. 8 ndim. 5
w98 7/15 pp. 25-27
w90 6/15 p. 18 ndim. 11
w89 6/15 p. 3
-