Isaya 43:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Mushumiri wangu wandakasarudza,+Kuti muzive uye mutende mandiri,*Monzwisisa kuti ndini iye mumwe chete.+ Hapana mumwe Mwari akanditangira,Uye hapana mumwe akazotevera.+ Ruka 24:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Imi munofanira kuva zvapupu zvezvinhu izvi.+ Johani 15:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Pachasvika mubatsiri wandichakutumirai kubva kuna Baba, iwo mweya wechokwadi,+ unobva kuna Baba, iwoyo uchandipupurira;+ 27 uye imiwo munofanira kupupura,+ nekuti manga muineni kubvira pandakatanga.
10 “Imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Mushumiri wangu wandakasarudza,+Kuti muzive uye mutende mandiri,*Monzwisisa kuti ndini iye mumwe chete.+ Hapana mumwe Mwari akanditangira,Uye hapana mumwe akazotevera.+
26 Pachasvika mubatsiri wandichakutumirai kubva kuna Baba, iwo mweya wechokwadi,+ unobva kuna Baba, iwoyo uchandipupurira;+ 27 uye imiwo munofanira kupupura,+ nekuti manga muineni kubvira pandakatanga.