Ruka 22:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Uye vatungamiriri vevapristi nevanyori vaitsvaga kuti vomuuraya sei,+ nekuti vaitya vanhu.+ Mabasa 5:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Mukuru mukuru wetemberi nevarindi vake vakabva vaenda, vakauya navo, asi vasingavarwisi, nekuti vaitya kutemwa nematombo nevanhu.+
26 Mukuru mukuru wetemberi nevarindi vake vakabva vaenda, vakauya navo, asi vasingavarwisi, nekuti vaitya kutemwa nematombo nevanhu.+