Dheuteronomi 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Gadza Joshua,+ umukurudzire uye umusimbise, nekuti ndiye achayambuka+ ari pamberi pevanhu ava uye ndiye achaita kuti vagare nhaka nyika yauchaona.’ Dheuteronomi 31:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kuyambuka ari pamberi penyu, uye iye pachake achaparadza marudzi aya pamberi penyu, uye muchaadzinga.+ Joshua ndiye achakutungamirirai pakuyambuka, sezvakataurwa naJehovha.+ Joshua 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka vanhu pavakasimuka pavakanga vakadzika matende avo vava kuda kuyambuka Jodhani, vapristi vakanga vakatakura areka+ yesungano vakavatungamirira.
28 Gadza Joshua,+ umukurudzire uye umusimbise, nekuti ndiye achayambuka+ ari pamberi pevanhu ava uye ndiye achaita kuti vagare nhaka nyika yauchaona.’
3 Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kuyambuka ari pamberi penyu, uye iye pachake achaparadza marudzi aya pamberi penyu, uye muchaadzinga.+ Joshua ndiye achakutungamirirai pakuyambuka, sezvakataurwa naJehovha.+
14 Saka vanhu pavakasimuka pavakanga vakadzika matende avo vava kuda kuyambuka Jodhani, vapristi vakanga vakatakura areka+ yesungano vakavatungamirira.