Mateu 10:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Pavanokutambudzai mune rimwe guta, tizirai kune rimwe;+ nekuti chokwadi ndinoti kwamuri, hamungambopedzi kutenderera maguta aIsraeri Mwanakomana wemunhu asati asvika. Mabasa 11:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Vaya vakanga vaparadzirwa+ nekutambudzwa kwakamuka pamusoro paStefani vakasvika kuFenikiya, Saipurasi, nekuAndiyoki, asi vaingotaura shoko kuvaJudha chete.+
23 Pavanokutambudzai mune rimwe guta, tizirai kune rimwe;+ nekuti chokwadi ndinoti kwamuri, hamungambopedzi kutenderera maguta aIsraeri Mwanakomana wemunhu asati asvika.
19 Vaya vakanga vaparadzirwa+ nekutambudzwa kwakamuka pamusoro paStefani vakasvika kuFenikiya, Saipurasi, nekuAndiyoki, asi vaingotaura shoko kuvaJudha chete.+