VaHebheru 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Anotiwo nezvengirozi: “Anoita kuti ngirozi dzake dzive nesimba,* uye vashumiri vake+ vave moto unoparadza.”+ VaHebheru 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Dzese hadzisi mweya inoita basa dzvene* here,+ yakatumwa kuzoshumira vaya vachagara nhaka yeruponeso? Zvakazarurwa 14:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvino ndakaona imwe ngirozi ichibhururuka nepakati pedenga,* uye yaiva nemashoko akanaka anogara nekusingaperi ekuzivisa kuvanhu vanogara panyika, kumarudzi ese nemadzinza nendimi* nevanhu.+
7 Anotiwo nezvengirozi: “Anoita kuti ngirozi dzake dzive nesimba,* uye vashumiri vake+ vave moto unoparadza.”+
14 Dzese hadzisi mweya inoita basa dzvene* here,+ yakatumwa kuzoshumira vaya vachagara nhaka yeruponeso?
6 Zvino ndakaona imwe ngirozi ichibhururuka nepakati pedenga,* uye yaiva nemashoko akanaka anogara nekusingaperi ekuzivisa kuvanhu vanogara panyika, kumarudzi ese nemadzinza nendimi* nevanhu.+