Mabasa 21:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Pauro akabva ati: “Ini ndinotova muJudha,+ wekuTaso+ kuKirikiya, chizvarwa cheguta rakakurumbira. Saka ndinokumbirawo kuti mundibvumire kutaura nevanhu.” Mabasa 22:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Ndiri muJudha,+ akaberekerwa kuTaso yeKirikiya,+ asi ndakadzidza muguta rino ndiri patsoka dzaGamarieri,+ ndichirayiridzwa kuti ndinyatsotevedzera Mutemo wemadzitateguru,+ uye ndaishingairira Mwari sezvamuri kuita imi mese nhasi.+
39 Pauro akabva ati: “Ini ndinotova muJudha,+ wekuTaso+ kuKirikiya, chizvarwa cheguta rakakurumbira. Saka ndinokumbirawo kuti mundibvumire kutaura nevanhu.”
3 “Ndiri muJudha,+ akaberekerwa kuTaso yeKirikiya,+ asi ndakadzidza muguta rino ndiri patsoka dzaGamarieri,+ ndichirayiridzwa kuti ndinyatsotevedzera Mutemo wemadzitateguru,+ uye ndaishingairira Mwari sezvamuri kuita imi mese nhasi.+