-
VaFiripi 3:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Kana paine munhu ane zvikonzero zvekuvimba nenyama, chokwadi ndini.
Kana mumwe munhu achifunga kuti ane zvikonzero zvekuvimba nenyama, ini ndinotomupfuura: 5 ndakachecheudzwa pazuva rechi8,+ ndiri werudzi rwaIsraeri, wedzinza raBhenjamini, muHebheru akaberekwa nevaHebheru;+ panyaya yemutemo, ndiri muFarisi;+
-