RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 10:45
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 Uye vatendi* vakachecheudzwa vakanga vauya naPetro vakashamiswa, nekuti chipo chepachena chemweya mutsvene chakanga chichidururirwawo pavanhu vemamwe marudzi.

  • VaEfeso 3:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Mune zvimwe zvizvarwa, chakavanzika ichi hachina kuziviswa vanakomana vevanhu sekuzarurwa kwachakaitwa iye zvino nemweya kuvaapostora vake vatsvene nevaprofita,+ 6 chekuti, vachibatanidzwa naKristu Jesu uye kuburikidza nemashoko akanaka, vanhu vemamwe marudzi vanofanira kuva vagari venhaka uye nhengo dzemuviri pamwe chete nesu+ vachibatana nesu muvimbiso yakapiwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe