VaEfeso 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kuti, vanhu vemamwe marudzi vanofanira kuva vagari venhaka pamwe chete nesu uye nhengo dzomuviri+ pamwe chete nesu uye kuti vagoverane pamwe chete nesu chipikirwa+ vari pamwe naKristu Jesu nemashoko akanaka. VaEfeso Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:6 Nharireyomurindi,2/15/2006, p. 19 “Rugwaro Rwose,” p. 223
6 kuti, vanhu vemamwe marudzi vanofanira kuva vagari venhaka pamwe chete nesu uye nhengo dzomuviri+ pamwe chete nesu uye kuti vagoverane pamwe chete nesu chipikirwa+ vari pamwe naKristu Jesu nemashoko akanaka.