Ruka 21:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Asi zvinhu izvi zvese zvisati zvaitika, vanhu vachakubatai, vokutambudzai,+ vachikuendesai kumasinagogi nekumajeri. Muchaendeswa pamberi pemadzimambo nemagavhuna pamusana pezita rangu.+
12 “Asi zvinhu izvi zvese zvisati zvaitika, vanhu vachakubatai, vokutambudzai,+ vachikuendesai kumasinagogi nekumajeri. Muchaendeswa pamberi pemadzimambo nemagavhuna pamusana pezita rangu.+