Ruka 21:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Asi zvinhu izvi zvose zvisati zvaitika, vanhu vachakubatai, vokutambudzai,+ vachikuendesai mumasinagogi nomumajeri, muchiendeswa pamberi pemadzimambo nemagavhuna nokuda kwezita rangu.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 21:12 Mibvunzo Inobva Kuvaravi w96 7/15 p. 30
12 “Asi zvinhu izvi zvose zvisati zvaitika, vanhu vachakubatai, vokutambudzai,+ vachikuendesai mumasinagogi nomumajeri, muchiendeswa pamberi pemadzimambo nemagavhuna nokuda kwezita rangu.+