Pisarema 34:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ngirozi yaJehovha inodzika musasa ichikomberedza vese vanomutya,+Uye inovanunura.+ VaHebheru 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Anotiwo nezvengirozi: “Anoita kuti ngirozi dzake dzive nesimba,* uye vashumiri vake+ vave moto unoparadza.”+ VaHebheru 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Dzese hadzisi mweya inoita basa dzvene* here,+ yakatumwa kuzoshumira vaya vachagara nhaka yeruponeso?
7 Anotiwo nezvengirozi: “Anoita kuti ngirozi dzake dzive nesimba,* uye vashumiri vake+ vave moto unoparadza.”+
14 Dzese hadzisi mweya inoita basa dzvene* here,+ yakatumwa kuzoshumira vaya vachagara nhaka yeruponeso?