Mabasa 12:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Bhanabhasi+ naSauro pavakapedza kuita basa rekuyamura muJerusarema,+ vakadzokera uye vakatorawo Johani,+ uyo anonziwo Mako.
25 Bhanabhasi+ naSauro pavakapedza kuita basa rekuyamura muJerusarema,+ vakadzokera uye vakatorawo Johani,+ uyo anonziwo Mako.