2 Samueri 7:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pauchafa,+ woradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ako, ndichaita kuti mwana* wako, mwanakomana wauchabereka,* ave mambo pashure pako, uye ndichasimbisa umambo hwake.+ Isaya 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Pachigutsa chaJese+ pachabuda nhungirwa,+Uye bukira+ rinobva pamidzi yake richabereka zvibereko. Ruka 1:31, 32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Uye uchava nepamuviri, wobereka mwanakomana,+ uye unofanira kumutumidza kuti Jesu.+ 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+ Ruka 1:68, 69 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 68 “Jehovha* Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ nekuti afunga nezvevanhu vake uye avaunzira ruponeso.+ 69 Uye atimutsira nyanga yeruponeso*+ mumba memushumiri wake Dhavhidhi,+
12 Pauchafa,+ woradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ako, ndichaita kuti mwana* wako, mwanakomana wauchabereka,* ave mambo pashure pako, uye ndichasimbisa umambo hwake.+
31 Uye uchava nepamuviri, wobereka mwanakomana,+ uye unofanira kumutumidza kuti Jesu.+ 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+
68 “Jehovha* Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ nekuti afunga nezvevanhu vake uye avaunzira ruponeso.+ 69 Uye atimutsira nyanga yeruponeso*+ mumba memushumiri wake Dhavhidhi,+