RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 2:29-32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 “Changamire Ishe, iye zvino mava kuita kuti muranda wenyu aende murugare+ maererano nezvamakazivisa, 30 nekuti maziso angu aona nzira yenyu yekuponesa nayo+ 31 yamakagadzira marudzi ese evanhu achiona,+ 32 chiedza+ chekubvisa nacho chinhu chakafukidza zviso zvemarudzi,+ kukudzwa kwevanhu venyu vaIsraeri.”

  • Mabasa 18:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Sirasi+ naTimoti+ pavakazosvika vachibva kuMakedhoniya, Pauro akabva anyura mubasa rekuparidza shoko, achipupurira kuvaJudha kuti avaratidze kuti Jesu ndiye Kristu.+ 6 Asi pavakaramba vachimupikisa uye vachimutuka, akazunza nguo dzake,+ akati kwavari: “Ropa renyu ngarive pamisoro yenyu.+ Ini ndakachena.+ Kubva iye zvino ndichaenda kuvanhu vemamwe marudzi.”+

  • VaRoma 10:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Asi ndinobvunza kuti, VaIsraeri vakanga vasingazivi here?+ Kutanga Mozisi anoti: “Ndichaita kuti muve negodo ndichishandisa vanhu pasina; ndichaita kuti muviruke nehasha ndichishandisa rudzi rune mapenzi evanhu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe