-
Mabasa 15:28, 29Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 Nekuti mweya mutsvene+ nesu tasarudza kusakuremedzai nemimwe mitoro, kunze kwezvinhu izvi zvamunofanira kuita: 29 kuramba muchirega zvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.*+ Kana mukangwarira kuti musaita zvinhu izvi, zvichakufambirai zvakanaka. Sarai zvakanaka!”*
-