Pisarema 22:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+ Pisarema 34:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Anochengetedza mapfupa ake ese;Hapana kana rimwe chete rawo rakatyorwa.+ Pisarema 69:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi panzvimbo pezvekudya vakandipa muchetura,*+Uye pandainzwa nyota vakandipa vhiniga kuti ndinwe.+ Pisarema 118:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Dombo rakarambwa nevavakiRazova dombo guru repakona.*+ Isaya 50:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakapa musana wangu kune vaindirova, Uye matama angu kune vaya vakaadzura vachiasiya asina chinhu.* Handina kuhwandisa chiso changu pakuitirwa zvinhu zvinonyadzisa uye pakupfirwa mate.+ Isaya 53:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+Munhu ainzwisisa marwadzo* uye aiziva kurwara. Zvaiita sekuti chiso chake chakanga chakahwandiswa kuti tisachiona.* Akazvidzwa, uye takamuona seasingakoshi.+ Isaya 53:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi iye akabayiwa+ nekuda kwekudarika kwedu;+Akapwanyiwa nekuda kwekukanganisa kwedu.+ Akabvuma kurangwa kuti tive nerugare,+Uye maronda ake akaita kuti tiporeswe.+
7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+
21 Asi panzvimbo pezvekudya vakandipa muchetura,*+Uye pandainzwa nyota vakandipa vhiniga kuti ndinwe.+
6 Ndakapa musana wangu kune vaindirova, Uye matama angu kune vaya vakaadzura vachiasiya asina chinhu.* Handina kuhwandisa chiso changu pakuitirwa zvinhu zvinonyadzisa uye pakupfirwa mate.+
3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+Munhu ainzwisisa marwadzo* uye aiziva kurwara. Zvaiita sekuti chiso chake chakanga chakahwandiswa kuti tisachiona.* Akazvidzwa, uye takamuona seasingakoshi.+
5 Asi iye akabayiwa+ nekuda kwekudarika kwedu;+Akapwanyiwa nekuda kwekukanganisa kwedu.+ Akabvuma kurangwa kuti tive nerugare,+Uye maronda ake akaita kuti tiporeswe.+