Isaya 42:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha,Musiki wedenga, iye Mukuru akaritatamura,+Iye akatambanudza nyika nezvibereko zvayo,+Iye anopa vanhu vari pairi mweya wekufema+Nemweya* kune vaya vanofamba mairi:+
5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha,Musiki wedenga, iye Mukuru akaritatamura,+Iye akatambanudza nyika nezvibereko zvayo,+Iye anopa vanhu vari pairi mweya wekufema+Nemweya* kune vaya vanofamba mairi:+