Dheuteronomi 18:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Jehovha Mwari wako achakumutsira muprofita anobva pakati pehama dzako akafanana neni. Unofanira kumuteerera.+ Pisarema 16:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti hamuzondisiyi* muGuva.*+ Hamuzoregi munhu wenyu akavimbika achiona gomba.*+ Isaya 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Jehovha pachake achakupai chiratidzo: Inzwai! Musikana* achava nepamuviri, uye achabereka mwanakomana,+ omutumidza kuti Emanueri.*+ Mika 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare.
15 Jehovha Mwari wako achakumutsira muprofita anobva pakati pehama dzako akafanana neni. Unofanira kumuteerera.+
14 Saka Jehovha pachake achakupai chiratidzo: Inzwai! Musikana* achava nepamuviri, uye achabereka mwanakomana,+ omutumidza kuti Emanueri.*+
2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare.