Mabasa 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+ Mabasa 12:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Asi shoko raJehovha* rakaramba richikura uye richipararira.+ VaKorose 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 akauya kwamuri. Sezvo mashoko akanaka ari kuva nezvibereko uye ari kuwedzera munyika yese,+ ndizvo zvaari kuitawo pakati penyu kubvira musi wamakanzwa uye wamakanyatsoziva nyasha dzaMwari muchokwadi.
7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+
6 akauya kwamuri. Sezvo mashoko akanaka ari kuva nezvibereko uye ari kuwedzera munyika yese,+ ndizvo zvaari kuitawo pakati penyu kubvira musi wamakanzwa uye wamakanyatsoziva nyasha dzaMwari muchokwadi.