Mabasa 16:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka akasvika kuDhebhe uyewo kuRistra.+ Ikoko kwaiva nemumwe mudzidzi ainzi Timoti,+ amai vake vaiva vechiJudha uye vari mutendi, asi baba vake vari muGiriki, 2 uye aipupurirwa zvakanaka kwazvo nehama dzemuRistra neIkoniyumu.
16 Saka akasvika kuDhebhe uyewo kuRistra.+ Ikoko kwaiva nemumwe mudzidzi ainzi Timoti,+ amai vake vaiva vechiJudha uye vari mutendi, asi baba vake vari muGiriki, 2 uye aipupurirwa zvakanaka kwazvo nehama dzemuRistra neIkoniyumu.