Mabasa 19:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Saka akatuma kuMakedhoniya vanhu vaviri vaimubatsira, Timoti+ naErasto,+ asi iye akambosara munharaunda yeEzhiya kwekanguva. VaRoma 16:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Timoti, mumwe wangu wandinoshanda naye, anokukwazisai, naRusiyasi, naJasoni, naSosipata, hama dzangu.+ 1 VaKorinde 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndokusaka ndiri kukutumirai Timoti, nekuti iye mwana wangu anodiwa uye akatendeka munaShe. Achakuyeuchidzai nezvenzira dzangu pamusoro paKristu Jesu,+ sekudzidzisa kwandiri kuita kwese kwese muungano dzese. 1 VaTesaronika 3:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 uye takatuma Timoti,+ hama yedu uye mushumiri waMwari* pakuparidza mashoko akanaka pamusoro paKristu, kuti akusimbisei nekukunyaradzai pakutenda kwenyu, 1 Timoti 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 kuna Timoti,*+ mwana chaiye+ mukutenda: Nyasha nengoni nerugare zvinobva kuna Mwari Baba nekuna Kristu Jesu Ishe wedu ngazvive newe.
22 Saka akatuma kuMakedhoniya vanhu vaviri vaimubatsira, Timoti+ naErasto,+ asi iye akambosara munharaunda yeEzhiya kwekanguva.
21 Timoti, mumwe wangu wandinoshanda naye, anokukwazisai, naRusiyasi, naJasoni, naSosipata, hama dzangu.+
17 Ndokusaka ndiri kukutumirai Timoti, nekuti iye mwana wangu anodiwa uye akatendeka munaShe. Achakuyeuchidzai nezvenzira dzangu pamusoro paKristu Jesu,+ sekudzidzisa kwandiri kuita kwese kwese muungano dzese.
2 uye takatuma Timoti,+ hama yedu uye mushumiri waMwari* pakuparidza mashoko akanaka pamusoro paKristu, kuti akusimbisei nekukunyaradzai pakutenda kwenyu,
2 kuna Timoti,*+ mwana chaiye+ mukutenda: Nyasha nengoni nerugare zvinobva kuna Mwari Baba nekuna Kristu Jesu Ishe wedu ngazvive newe.