RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 7:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 “Chenjererai vaprofita venhema+ vanouya kwamuri vakapfeka nguo dzemakwai,+ asi mukati vari mhumhi dzinoparadza.+

  • 2 VaTesaronika 2:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Ngaparege kuva nemunhu anotombokutsausai,* nekuti harisi kuzouya kusvikira kutsauka pakutenda+ kwatanga uye munhu asingateereri mutemo,+ mwanakomana wekuparadzwa,+ ava kunyatsozivikanwa.

  • 2 Petro 2:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Zvisinei, pakati penyu pachava nevadzidzisi venhema sezvapakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu.+ Vanhu ava vachamutsa tumapoka tunoparadza vachizviita chinyararire uye vachatoramba tenzi akavatenga,+ zvoita kuti vakurumidze kuparadzwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe