RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaEfeso 4:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Anoba ngaachirega kubazve; asi ngaashande nesimba, achiita basa rakanaka nemaoko ake,+ kuti ave nechekupawo anoshayiwa.+

  • 1 VaTesaronika 4:11, 12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vavarirai kugara makanyarara,+ muchisiyana nenyaya dzisinei nemi,+ moshanda nemaoko enyu,+ sezvatakakurayirai, 12 kuti mufambe zvinoyemurika kuvanhu vari kunze+ uye kuti musava nechamunoshayiwa.

  • 2 VaTesaronika 3:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Nekuti imi pachenyu munoziva kuti munofanira kutitevedzera sei,+ nekuti hatina kuzvibata zvisina kukodzera pakati penyu, 8 uyewo hatina kudya zvekudya zvemumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi taishanda, tichifondoka siku nesikati, kuti pasava nemumwe wenyu watinoremedza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe