Mabasa 16:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Asi Pauro akati kwavari: “Vakatirova pamberi pevanhu vese tisina kuwanirwa mhosva,* isu tiri vaRoma,+ vakatikanda mujeri. Iye zvino vava kutibudisa kunze pachivande! Aiwa, hazviiti! Ivo ngavauye vatibudise.” Mabasa 22:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi pavakanga vamusunga kuti vamurove, Pauro akati kumukuru weuto akanga akamira ipapo: “Munobvumirwa here nemutemo kurova chizvarwa cheRoma chisina kubatwa nemhosva?”*+
37 Asi Pauro akati kwavari: “Vakatirova pamberi pevanhu vese tisina kuwanirwa mhosva,* isu tiri vaRoma,+ vakatikanda mujeri. Iye zvino vava kutibudisa kunze pachivande! Aiwa, hazviiti! Ivo ngavauye vatibudise.”
25 Asi pavakanga vamusunga kuti vamurove, Pauro akati kumukuru weuto akanga akamira ipapo: “Munobvumirwa here nemutemo kurova chizvarwa cheRoma chisina kubatwa nemhosva?”*+