Ruka 2:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Simiyoni akavakomborerawo akati kuna Mariya amai vemwana: “Inzwa! Mwana uyu atumwa kuti pave nekuwa+ nekumuka kwevakawanda pakati paIsraeri+ uye achava chiratidzo chinotaurwa zvakaipa nezvacho+ Johani 15:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kudai maiva venyika, nyika ingadai ichida vayo. Asi sezvo musiri venyika,+ uye ndakakusarudzai munyika, nyika inokuvengai nechikonzero ichi.+
34 Simiyoni akavakomborerawo akati kuna Mariya amai vemwana: “Inzwa! Mwana uyu atumwa kuti pave nekuwa+ nekumuka kwevakawanda pakati paIsraeri+ uye achava chiratidzo chinotaurwa zvakaipa nezvacho+
19 Kudai maiva venyika, nyika ingadai ichida vayo. Asi sezvo musiri venyika,+ uye ndakakusarudzai munyika, nyika inokuvengai nechikonzero ichi.+