Mabasa 2:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Petro akati kwavari: “Pfidzai+ zvivi zvenyu, uye mumwe nemumwe wenyu ngaabhabhatidzwe+ muzita raJesu Kristu kuti muregererwe zvivi zvenyu,+ uye muchagamuchira chipo chepachena chemweya mutsvene.
38 Petro akati kwavari: “Pfidzai+ zvivi zvenyu, uye mumwe nemumwe wenyu ngaabhabhatidzwe+ muzita raJesu Kristu kuti muregererwe zvivi zvenyu,+ uye muchagamuchira chipo chepachena chemweya mutsvene.