VaGaratiya 5:22, 23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Asi zvibereko zvemweya rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, mutsa, kuva akanaka,+ kutenda, 23 unyoro, kuzvidzora.+ Hapana mutemo unorambidza zvinhu zvakadai. VaKorose 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 kuti mufambe zvinokodzerana nezita raJehovha,* kuti munyatsomufadza sezvo muchiramba muchibereka zvibereko mumabasa ese akanaka uye muchiwedzera paruzivo rwakarurama pamusoro paMwari;+
22 Asi zvibereko zvemweya rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, mutsa, kuva akanaka,+ kutenda, 23 unyoro, kuzvidzora.+ Hapana mutemo unorambidza zvinhu zvakadai.
10 kuti mufambe zvinokodzerana nezita raJehovha,* kuti munyatsomufadza sezvo muchiramba muchibereka zvibereko mumabasa ese akanaka uye muchiwedzera paruzivo rwakarurama pamusoro paMwari;+