VaRoma 6:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye musaramba muchipa miviri yenyu* kuchivi sezvombo zvekusarurama, asi imi vacho zviisei kuna Mwari sevanhu vakamutswa kuvakafa, muchipawo miviri yenyu* kuna Mwari sezvombo zvekururama.+ VaGaratiya 5:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti nyama inorwisana nemweya pazvido zvayo, uye mweya unorwisana nenyama; zvinhu izvi zvinorwisana, zvekuti hamukwanisi kuita zvamunoda kuita chaizvo.+
13 Uye musaramba muchipa miviri yenyu* kuchivi sezvombo zvekusarurama, asi imi vacho zviisei kuna Mwari sevanhu vakamutswa kuvakafa, muchipawo miviri yenyu* kuna Mwari sezvombo zvekururama.+
17 Nekuti nyama inorwisana nemweya pazvido zvayo, uye mweya unorwisana nenyama; zvinhu izvi zvinorwisana, zvekuti hamukwanisi kuita zvamunoda kuita chaizvo.+