Johani 8:31, 32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Jesu akabva ati kuvaJudha vakanga vatenda maari: “Kana mukaramba muri mushoko rangu, muri vadzidzi vangu chaivo, 32 uye muchaziva chokwadi,+ uye chokwadi chichakusunungurai.”+ 1 VaKorinde 15:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti sezvo vese vari kufa muna Adhamu,+ vese vachaitwawo vapenyu muna Kristu.+
31 Jesu akabva ati kuvaJudha vakanga vatenda maari: “Kana mukaramba muri mushoko rangu, muri vadzidzi vangu chaivo, 32 uye muchaziva chokwadi,+ uye chokwadi chichakusunungurai.”+