Eksodho 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Pinda muna Farao, nekuti ndarega mwoyo wake nemwoyo yevashandi vake ichioma,+ kuti ndiite zviratidzo zvangu izvi pamberi pake chaipo,+ Eksodho 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye achavatevera, uye ndichaita kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ese;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Saka vaIsraeri vakaita saizvozvo.
10 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Pinda muna Farao, nekuti ndarega mwoyo wake nemwoyo yevashandi vake ichioma,+ kuti ndiite zviratidzo zvangu izvi pamberi pake chaipo,+
4 Ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye achavatevera, uye ndichaita kuti ndikudzwe nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ese;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Saka vaIsraeri vakaita saizvozvo.