VaRoma 11:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Iye zvino ndava kutaura nemi vanhu vemamwe marudzi. Sezvo ndiri muapostora kune mamwe marudzi,+ ndinokudza ushumiri hwangu+ VaEfeso 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 chekuti, vachibatanidzwa naKristu Jesu uye kuburikidza nemashoko akanaka, vanhu vemamwe marudzi vanofanira kuva vagari venhaka uye nhengo dzemuviri pamwe chete nesu+ vachibatana nesu muvimbiso yakapiwa.
13 Iye zvino ndava kutaura nemi vanhu vemamwe marudzi. Sezvo ndiri muapostora kune mamwe marudzi,+ ndinokudza ushumiri hwangu+
6 chekuti, vachibatanidzwa naKristu Jesu uye kuburikidza nemashoko akanaka, vanhu vemamwe marudzi vanofanira kuva vagari venhaka uye nhengo dzemuviri pamwe chete nesu+ vachibatana nesu muvimbiso yakapiwa.