Isaya 8:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Achava senzvimbo tsvene,Asi achavawo sedombo rekurovera paririUye seibwe rekugumbura+Kudzimba dzese mbiri dzaIsraeri,Sechiteyeso nemusungoKuvagari vemuJerusarema. Ruka 20:17, 18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi iye akanyatsovatarisa akati: “Saka izvi zvakanyorwa zvinorevei: ‘Dombo rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona’?*+ 18 Munhu wese anowira padombo iroro achaparara.+ Kana ari munhu achawirwa naro, richamukuya.” 1 VaKorinde 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 asi isu tinoparidza Kristu akarovererwa padanda, uye vaJudha vanogumburwa nazvo, mamwe marudzi achizviona seupenzi.+
14 Achava senzvimbo tsvene,Asi achavawo sedombo rekurovera paririUye seibwe rekugumbura+Kudzimba dzese mbiri dzaIsraeri,Sechiteyeso nemusungoKuvagari vemuJerusarema.
17 Asi iye akanyatsovatarisa akati: “Saka izvi zvakanyorwa zvinorevei: ‘Dombo rakarambwa nevavaki, ndiro razova dombo guru repakona’?*+ 18 Munhu wese anowira padombo iroro achaparara.+ Kana ari munhu achawirwa naro, richamukuya.”
23 asi isu tinoparidza Kristu akarovererwa padanda, uye vaJudha vanogumburwa nazvo, mamwe marudzi achizviona seupenzi.+