Mabasa 17:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Pavakanzwa nezvekumutswa kwevakafa, vamwe vakatanga kuseka,+ uye vamwe vaiti: “Tozokunzwa zvakare uchitaura izvozvo.”
32 Pavakanzwa nezvekumutswa kwevakafa, vamwe vakatanga kuseka,+ uye vamwe vaiti: “Tozokunzwa zvakare uchitaura izvozvo.”