VaRoma 9:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Saka totii? Vanhu vemamwe marudzi, kunyange zvazvo vaisatevera kururama, vakawana kururama,+ kururama kunobva mukutenda;+
30 Saka totii? Vanhu vemamwe marudzi, kunyange zvazvo vaisatevera kururama, vakawana kururama,+ kururama kunobva mukutenda;+