-
1 Petro 4:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Zvichienderana nekuti mumwe nemumwe wenyu akagamuchira chipo chakaita sei, ngaachishandise pakushumira vamwe semutariri akanaka kwazvo wenyasha dzaMwari dzinoratidzwa nenzira dzakasiyana-siyana.+ 11 Kana munhu achitaura, ngaaite izvozvo seari kutaura mashoko anobva kuna Mwari; kana munhu achishumira, ngaaite izvozvo seari kuvimba nesimba rinopiwa naMwari,+ kuti Mwari akudzwe+ muzvinhu zvese kuburikidza naJesu Kristu. Kukudzwa nesimba ndezvake nariini nariini. Ameni.
-