Genesisi 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Ndokusaka murume achasiya baba vake naamai vake uye achanamatira kumudzimai wake,* uye vachava nyama imwe.+ Mateu 19:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Akavapindura achiti: “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika pakutanga akavaita munhurume nemunhukadzi+ 5 uye akati: ‘Ndokusaka murume achasiya baba vake naamai vake uye achanamatira kumudzimai wake, vaviri vacho vova nyama imwe’?+
24 Ndokusaka murume achasiya baba vake naamai vake uye achanamatira kumudzimai wake,* uye vachava nyama imwe.+
4 Akavapindura achiti: “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika pakutanga akavaita munhurume nemunhukadzi+ 5 uye akati: ‘Ndokusaka murume achasiya baba vake naamai vake uye achanamatira kumudzimai wake, vaviri vacho vova nyama imwe’?+